Mai Allie chihera

Contact the business

Mai Allie chihera motivational and comedy
(16)

Hie guys please accept my invite so that I can get free gifts
14/10/2026

Hie guys please accept my invite so that I can get free gifts

Click the link now and participate in this event.

Pamwe so vaitofunga kuti myb vanhu varikunyepa kuti our dad is no more. 😭 pamwe vaitoti he went on business trip sezvava...
07/10/2026

Pamwe so vaitofunga kuti myb vanhu varikunyepa kuti our dad is no more. 😭 pamwe vaitoti he went on business trip sezvavanosiita he'll come back 😭 but pangopinda ma coffins ndopatanga reality yekuti saka zveshuwa baba akusisina 💔 zveshuwa atichafi takaona our father here 😭 this is painful no one can replace a father vana ava ne love yanga iripakati pavo na baba vavo zvichatora nguva kuti vazvigamuchire 😭😭😭

Ukasimudzwa 🎤 kuti upe speech parufu rwemukuru musi we Thursday unotaura mashoko ekuti kudii? 🤨
06/10/2026

Ukasimudzwa 🎤 kuti upe speech parufu rwemukuru musi we Thursday unotaura mashoko ekuti kudii? 🤨

Yaaa chero vanhu vakamborwadziwa nerufu rwemukuru baba shero varwadziwa shem ndabva ndanzwa misodzi yangu ichida kubuda ...
05/10/2026

Yaaa chero vanhu vakamborwadziwa nerufu rwemukuru baba shero varwadziwa shem ndabva ndanzwa misodzi yangu ichida kubuda 🤨

Amai ava ndiye munhu anyatsorwadziwa nerufu rwemukuru wemazuva kusvika pamoyo chaipo😢 sorry Jillie baby
04/10/2026

Amai ava ndiye munhu anyatsorwadziwa nerufu rwemukuru wemazuva kusvika pamoyo chaipo😢 sorry Jillie baby

03/10/2026

Signs of old age 😏😏 ゚viralシ

Hie dear please hide My sister is pregnant 🤰 and nhumbu ndeyemurume wemunhu🫢 but my mom and my sister varikuronga kuti a...
01/10/2026

Hie dear please hide
My sister is pregnant 🤰 and nhumbu ndeyemurume wemunhu🫢 but my mom and my sister varikuronga kuti ape nhumbu to her boyfriend asina mukadzi because kumurume wemunhu akuite🫢 the guy is a good man moyo wangu urikurwadza kuti vamutambe yakadaro😒 akaita nhumbu 2 weeks b4 her boyfriend comes back kubva ku Zambia kwanga ayenda!! My sister vakazonoita 3 days varikumba kwe boyfriend kuitira vati nhumbu ndeyake🫢 the married man is rich ndiye anochengeta sis vangu panezvakawanda then the boyfriend anoedza nepanogona napo but my sister anogaroti i love him but hakwanise kundichengeta🤷 please help ndoudza mukomana here or ndosiyana nazvo i blem mama about everything ndovarikufurira sister yangu kuita zvekudanana nevarume vanemari now she's pregnant vavekuda kupa munhu asiriye please hide

Kudadirana pasi pano kupedza nguva chokwadi💔 imagine nhasi urikudedzwa kunzi Sir or boss wamuka makseni breakfast yatoso...
01/10/2026

Kudadirana pasi pano kupedza nguva chokwadi💔 imagine nhasi urikudedzwa kunzi Sir or boss wamuka makseni breakfast yatosotwa driving any car of your choice going where ever you want 💔the next morning everything left behind wakudedzwa kunzi mutumbi watakurwa ne Doves 💔 mota dzese dziya dzimba dzatosara your friends your kids mmmm yaaa life ma1 let's thank God nechipo cheupenyu and let's love one another anoziva ramangwana ndiMwari pasi pano idandaro💔

Mmmmm veduwekaaa ndopaunoona kuti pasi pano tirikutandara chokwadi izvi azvitambirike izvi 💔💔💔 just like that here veduw...
30/09/2026

Mmmmm veduwekaaa ndopaunoona kuti pasi pano tirikutandara chokwadi izvi azvitambirike izvi 💔💔💔 just like that here veduwe 💔 MAY THEIR SOUL REST IN PEACE 💔

Imwayi henyu mvura iyo mupedze ini🤓 ndangovhunza kuti ko battery low afona makseni muchibva manobayirira phone pa chaja ...
30/09/2026

Imwayi henyu mvura iyo mupedze ini🤓 ndangovhunza kuti ko battery low afona makseni muchibva manobayirira phone pa chaja ndiyani 🤓 imi makumanyira kudongorera mu glass remvura 🤓 miswayi baba imi answer the question 🤓

Address

Tembisa

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 07:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mai Allie chihera posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Mai Allie chihera:

Shortcuts

Share