Mayyas

Mayyas This page serves as a platform for women in or starting business.giving ideas and sharing success stories

17/04/2025

IGNORANCE IS A CURSE

Written by R Chipyaira aka lioness 🦁

Join my watsapp channel for more chapters
https://whatsapp.com/channel/0029Vb5BHXM7dmeYvFoWVD1m

Chapter 2

Ndakasimudza musoro ndichida kuona k*ti vaitorevesa here or vaida kundinzwa,ndakatya ndichiona face yavo yakanditarisa neziso rek*ti don't dare me.Ndakasveverera chibhaketi chiya chemvura chavaive vanongedzera k*ti nditore.ndakatatisa mvura iya hana yakambodzikamira sezvo ndakaoona k*ti yaingova clear kureva apana chaive chaiswamo.

Vakanditambidzira vakati “ ooh zai iri unonorigadzika mukati me bucket wozvikupira mvura iyoyo ichitaura zvaunoda zviitike.Ndakatambira asi maoko angu aidedera zvek*t ndakatombofunga ndichariwisa zai racho.Ndakaripfumbatira muruoko ndokubva ndabuda mukitchen muya ndakananga kuchinjausi.Handina kumboda kunan'anidza zai racho randaiva ndapihwa nek*t nguva yacho hana yangu yaita kunge ichabvarura ka blouse ke satin kandanga ndakapfeka.
Ndasvika muchinjausi ndakaburutsa mwana wangu ndokumugarisa pane rimwe d***o raiva mukati imomo.kune vakambogezera michinjauzi kazhinji munoiswa matombo kana maviri or kana one ndokunge wawana hombe,matombo Aya anenge akakura hwasha hwawo zvek*t unogona kugara panerimwe, rimwe racho wokweshera man'a.so pamatombo iwayo ndipo pandakagarisa mwana ini ndokuenda pane rimwe k*ti ndiwane kugeza zvakanaka.mwana wangu apana zvaaimboiziikanwa mufunge ndofunga aitongoti ameno kwatashanyawo namai.

Zvisineyi hazvo nguva iyoyo ndipo pandakazowana mukana wekunan'anidza zai riye.veduwe ndakavhunduka nek*t chinhu chaiva mumaoko angu chaisava zvandaifungira.kunze kwaro zai iri rairatidza k*t id***o,kuita sekunge hando iya inoshandiswa pak*kuyiswa dovi .Raiva very smooth ,chaita kunge uti izai i shape chete.zvadaro raiva transparent zvek*t waiona mukati .raioneka tsinga mukati imomo dzakati tare tare dzaitoonekwa kufamba ropa.hana yakawedzera kurova nek*t izvi zvaitoratidza k*t chinhu ichi chaiva chinhu chipenyu nekuda kwekufamba kweropa.

Ndakanzwa k*tya k*k

17/04/2025

IGNORANCE IS A CURSE

Written by R Chipyaira aka lioness 🦁

Join my watsapp channel for more chapters
https://whatsapp.com/channel/0029Vb5BHXM7dmeYvFoWVD1m

Chapter 1

"Mai anesu...Mai anesu, ita zvek*kasika tanonoka tosvika kwazara unoziva Gogo vaye vanowandirwa"vaiva maiguru mai Danny vaindidanidzira vaida ndivaperekedze ku n'anga yenjuzu yataive tanzwa k*ti inogona zvek*t.Reason yaiva yaita tifunge k*t tiende kun'anga yaiva yek*ti mwana wamaiguru ivava mukomana ane makore twenty okuberekwa aiva apinda pakaoma nekuda kwemisikanzwa .
Zuro wacho aive avharira hake kamuskana kadiki kane 15 years kwakurara nako husiku hwese,mwana uya paakadzokera kumba vabereki vake vakabva vamuisa mukona vachida kuziva kwaaive arara akambotanga achanyepa k*t arara kwatete vake kusvika paakaona vabereki vaisatambotambira nhema dzake ende baba vake vaitoda zvekumurova ndopaakataura k*ti aive arara kumukomana usiku hwese.
Baba vemusikana avana kuzvitambira zvakanaka ndobva vananga police uko mapurisa aana kumbononoka ndokubva vabata Donny nemhosva yekubata under age.
"Ndak*topedza maiguru regai ndibereke Anesu tibude tiende " ndakavapindura nditori busy kusungirira mwana wangu zvakanaka kumusana.
Chikuriro changu chese ndaive ndisati ndamboenda kun'anga aka kaiva kek*totangawo after ndanzwira maiguru ava vanditsanagurira Ivo k*ti vaisaona mwana wavo achibuda nyaya iyi pachena zvaitoda spiritual help, k*ti vaende kumapostori zvaisabuda nek*ti chero mwari aisatendera upombwe . izvozvo zven'anga ndiyo yega yaitova solution even vabereki vacho vakati aroore muskana wacho zvaiva nani sezvo vana vaiva vagara vachidanana.
Maiguru ndaive ndazivana nawo mushure mekunge ndawana basa rekuchengeta musha kwedu ikoko kumhondoro saka mai Donny vaiva mukadzi wemukoma wemurume wandashandira.
Kusvika kwandaive ndaita pamusha apa ndakangosvika ndivadaidza k*t sekuru ivo boss vangu sezvo muskana aiva anditsvagira basa wandainamata naye aiva muzukuru wavo.
Sekuru vaindibata zvakanaka uye vaisambondibata

16/04/2025
ATTENTION EVERYONE  For best laundry solutions please hit my inbox or contact us on the number provided below
07/04/2025

ATTENTION EVERYONE
For best laundry solutions please hit my inbox or contact us on the number provided below

Address

17 Muda Road New Mabvuku
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mayyas posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share